Kukukuta
Mataridziko
- Kukukuta (Gather and remove all - of the sorts of things that can be gathered) kana kukuzva - apa kureva kukumba zvinhu kubva pazviri.
- Kukukuta (Acquire a large amount) kana kuchokota - apa kureva kuunganidza zvinhu zvizhinji kana pfuma zhinji. Inga mukoma akakukuta zvose: but our elder brother has collected the whole inheritance.
- Kukukuta kana kupisika (Remove dirt by rubbing) - apa kureva kubvisa tsvina nenzira yekupukuta. Madziro aya haugoni kuaregera akadaro, ngaakukutwe: you cannot leave these walls hke this, they must have the dirt rubbed off.
- Kukukuta (Gnaw strongly hard object or bone) apa kureva kujejedura chinhu chikukutu chakadai sebvupa.
- Kukukuta (Be hard, firm, rigid). Pasi pakakukuta: the ground is hard. Ano mwoyo wakakukutara: he is hard-hearted.
- Kukukuta (being in good health). Aiwa Sekuru vakukutu zvavo, vanofara chose.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- gukuta (Take up in quantity). Nyuchi dzinogukuta maruva: bees gather a lot of pollen on their legs.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |