Mubvandiripo
Mataridziko
Mubvandiripo zvinoreva mwana ana baba vake vasiri baba vepamusha pakaroorwa amai vemwana uyu. Uyu mwana anenge akauya naamai vake pamusha pavakazoroorwa.
Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Mubvandiripo imombe yakabva yakaruma ruswa pamuromo.